Thursday Aug 15, 2024
Gospel4You International in Shona - 'Salvation ' by Bishop Michael Chiviru of Unreached People's Mission in Zimbabwe
Gospel4You International in SHONA of Zimbabwe
Gospel4You International in Shona yeZimbabwe
Title : Ruponeso
Rugwaro: Ruka 19:10
Mharidzo:
Kutsvaga vakarasika kubva kuna Mwari kunosanganisira zvinopfuura kungotsvaga kana kudanwa, asi kunyanya kana kunyatsoita chinhano chine simba zvekuti zvakatora Kristu kuenda pamuchinjikwa. Kristu zvirokwazvo akatifira muzvivi zvedu kuti tiponeswe nenyasha dzake. Hatina kumudana asi akauya murudo rwake kuti atidzikinure zvakare. Pane kuti tirarame tichifadza Mwari tanga tichizvifadza. Isaya 53 vs 6 inoti isu tose samakwai, takanga takarasika , takatsauka mumwe nomumwe nenzira yake. Izvi ndizvo zvinonzi nebhaibheri Chivi. Chivi kumanikidzira nzira yedu yeudyire pane kutora nzira yaMwari.
mhedziso:
Muchinjikwa waJesu uchapedza dambudziko iri. Norufu rwake tinogona kuregererwa uye kuponeswa. Tinofanira kuzarura mwoyo yedu uye tigamuchire Jesu tova nhengo yemhuri yaMwari.
MUNAMATO:
Mwari vanodikanwa ndinoona kuti makauya kuzonditsvaga nekundiponesa muzvivi zvangu zvakarasika uye mwanakomana wenyu Jesu akandifira pamuchinjikwa. Sezvo ndine urombo nekufadza ini chete pachinzvimbo chekukufadza, ndinogamuchira Jesu izvozvi semuponesi wangu naishe wangu.
AMEN!!
Title : Salvation
Text : Luke 19:10
Message:
The seeking of the lost on the part of God involves far more than a mere quest or call for but rather an extremely or really active participation so much that in fact it took Christ to the cross. Christ really died for us lost in our sins so that we might be saved by his grace. We didnt call him but he came in his love to redeem us back. Instead of living our lives to please God we have been pleasing ourselves. Isaiah 53 vs 6 says " All we like sheep have gone astray, we have turned everyone to his own way." This is what the bible calls Sin. Sin is instisting on our own selfish way instead of taking God's way.
CONCLUSION:
The cross of Jesus will solve this problem. Through his death we can be forgiven and saved. We should open our hearts and recieve Jesus and become a member of God's family.
PRAYER:
Dear God i realise you came to seek and save me in my lost sins and your son Jesus died on the cross for me. As i am sorry for pleasing only myself instead of pleasing you, i recieve Jesus right now as my personal saviour and lord.
AMEN!!
Comments (0)
To leave or reply to comments, please download free Podbean or
No Comments
To leave or reply to comments,
please download free Podbean App.